Zefania 2:10 BDMCS

10 Izvi zvavachawana nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakatuka uye vakadadira vanhu vaJehovha Wamasimba Ose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 2

Maonero Zefania 2:10 akapoteredza