Zefania 2:7 BDMCS

7 Ichava yavakasara veimba yavaJudha; vachawana mafuro ikoko. Mumadekwana vachavata pasi mudzimba dzaAshikeroni. Jehovha Mwari wavo achavachengeta; Achavadzorera pfuma yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 2

Maonero Zefania 2:7 akapoteredza