Zefania 3:11 BDMCS

11 Pazuva iro hamungaiswi pakunyadziswa nokuda kwezvakaipa zvamakandiitira, nokuti ndichabvisa kubva muguta rino vaya vanofara mukuzvikudza kwavo. Hamungazovizve namanyawi pagomo rangu dzvene.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 3

Maonero Zefania 3:11 akapoteredza