Zefania 3:14 BDMCS

14 Imba, iwe Mwanasikana weZioni, danidzira, iwe Israeri! Fara ugofarisisa nomwoyo wako wose, iwe Mwanasikana weJerusarema!

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 3

Maonero Zefania 3:14 akapoteredza