Zefania 3:7 BDMCS

7 Ndakati kuguta, ‘Zvirokwazvo uchanditya ugogamuchira kudzorwa!’ Ipapo vagari varo havangaparadzwi, kana kuranga kwangu kwose hakungauyi pariri. Asi vakanga vachine shungu dzokuita uori pakuita kwavo kwose.

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 3

Maonero Zefania 3:7 akapoteredza