11 “Uye vakapindura mutumwa waJehovha akanga akamira pakati pemiti yemitire vachiti, “Taenda munyika yose tikaona nyika yose yakazorora uye ino runyararo.”
Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 1
Maonero Zekaria 1:11 akapoteredza