19 Ndakabvunza mutumwa aitaura neni ndikati, “Zviiko izvi?” Akandipindura achiti, “Idzi inyanga dzakaparadzira Judha, Israeri neJerusarema.”
Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 1
Maonero Zekaria 1:19 akapoteredza