Zekaria 1:9 BDMCS

9 Ipapo ndakati, “Izvi zviiko, ishe wangu?” Mutumwa akanga achitaura neni akapindura akati, “Ndichakuratidza kuti zvii.”

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 1

Maonero Zekaria 1:9 akapoteredza