Zekaria 11:12 BDMCS

12 Ndakaaudza kuti, “Kana muchiona zvakanaka, ndipei muripo wangu, asi kana zvisina, uchengetei.” Nokudaro vakandipa mubayiro wangu wamakumi matatu esirivha.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 11

Maonero Zekaria 11:12 akapoteredza