Zekaria 11:16 BDMCS

16 Nokuti ndichamutsa mufudzi panyika asingazovi nehanya neakarasika, kana kutsvaka makwayana, kana kurapa akakuvadzwa, kana kufudza akasimba, asi achadya nyama yamakwai akakora uye achabvambura mahwanda awo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 11

Maonero Zekaria 11:16 akapoteredza