Zekaria 11:3 BDMCS

3 Inzwai kuungudza kwavafudzi; mafuro avo akapfuma aparadzwa! Inzwai kuomba kweshumba, sango rinoyevedza reJorodhani raparadzwa!

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 11

Maonero Zekaria 11:3 akapoteredza