Zekaria 12:10 BDMCS

10 “Uye ndichadurura mweya wenyasha nowokunyengetera paimba yaDhavhidhi uye napavagari veJerusarema. Vachatarisa kwandiri, iye wavakabaya, uye vachamuchema souya anochema mwana wake mumwe oga, uye vachachema kwazvo souya anochema mwanakomana wedangwe.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 12

Maonero Zekaria 12:10 akapoteredza