Zekaria 13:6 BDMCS

6 Kana mumwe munhu akamubvunza achiti, ‘Maronda aya ari pamuviri wako ndeeiko?’ achapindura achiti, ‘Maronda andakakuvadzwa paimba yeshamwari dzangu.’

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 13

Maonero Zekaria 13:6 akapoteredza