Zekaria 14:2 BDMCS

2 Ndichaunganidza ndudzi dzose kuJerusarema kuti dzirwise; guta richatorwa, dzimba dzigopambwa, uye vakadzi vachachinyiwa. Hafu yeguta ichatapwa, asi vamwe vanhu vose havazobviswi muguta.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 14

Maonero Zekaria 14:2 akapoteredza