Zekaria 14:5 BDMCS

5 Muchatiza nomumupata wegomo rangu, nokuti uchasvika kuAzeri. Muchatiza sokutiza kwamakaita pakudengenyeka kwenyika pamazuva aUzia mambo weJudha. Ipapo Jehovha Mwari wangu achauya, uye navatsvene vose pamwe chete naye.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 14

Maonero Zekaria 14:5 akapoteredza