Zekaria 14:7 BDMCS

7 Richava zuva rakasiyana namamwe, risina nguva dzousiku kana nguva dzamasikati, zuva rinozivikanwa naJehovha. Kana madekwana asvika, chiedza chichavapo.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 14

Maonero Zekaria 14:7 akapoteredza