6 “Uyai! Uyai! Tizai kubva kunyika yokumusoro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “nokuti ndakakuparadzirai kumhepo ina dzedenga,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 2
Maonero Zekaria 2:6 akapoteredza