Zekaria 5:8 BDMCS

8 Mutumwa akati, “Uyu ndiye zvakaipa,” achibva amusundidzira zvakare mudengu uye ndokuzarira muromo wedengu nehwidibiro yomutobvu.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 5

Maonero Zekaria 5:8 akapoteredza