Zekaria 6:14 BDMCS

14 Korona ichapiwa kuna Heridhai, naTobhiya, naJedhaya uye naHeni mwanakomana waZefania sechiyeuchidzo mutemberi yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 6

Maonero Zekaria 6:14 akapoteredza