Zekaria 9:15 BDMCS

15 Uye Jehovha Wamasimba Ose achavadzivirira. Vachaparadza uye vachakunda nezvimviriri. Vachanwa vagoomba sevanwa waini; vachazara sembiya dzinoshandiswa pakusasa makona earitari.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 9

Maonero Zekaria 9:15 akapoteredza