5 Ashikeroni richazviona, rigotya; Gaza richatambura mukurwadziwa, neEkironiwo, nokuti tariro yaro ichapera. Gaza richarasikirwa namambo waro uye Ashikeroni haringavi navanhu.
Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 9
Maonero Zekaria 9:5 akapoteredza