7 Ndichabvisa ropa pamiromo yavo, kudya kusingabvumirwi pakati pamazino avo. Vaya vakasara vachava vanhu vaMwari wedu uye vachava vatungamiri muJudha, uye Ekironi achava savaJebhusi.
Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 9
Maonero Zekaria 9:7 akapoteredza