Zekaria 9:9 BDMCS

9 Fara kwazvo, iwe Mwanasikana weZioni! Danidzira, Mwanasikana weJerusarema! Tarira, mambo wako anouya kwauri, iye akarurama uye ano ruponeso, anozvininipisa akatasva mbongoro, iyo mhuru, mwana wembongoro.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 9

Maonero Zekaria 9:9 akapoteredza