Zvirevo 1:23 BDMCS

23 Dai makateerera kutsiura kwangu, ndingadai ndakadurura mwoyo wangu kwamuri uye ndakazivisa pfungwa dzangu kwamuri.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 1

Maonero Zvirevo 1:23 akapoteredza