Zvirevo 12:13 BDMCS

13 Munhu akaipa anobatwa nokutaura kwake kwakaipa, asi munhu akarurama anopunyuka padambudziko.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 12

Maonero Zvirevo 12:13 akapoteredza