Zvirevo 13:15 BDMCS

15 Kunzwisisa kwakanaka kunowanisa nyasha, asi nzira yavasina kutendeka ihukutu.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 13

Maonero Zvirevo 13:15 akapoteredza