Zvirevo 20:4 BDMCS

4 Simbe hairimi mumwaka wokurima; saka panguva yokukohwa anotsvaka asi hapana chaanowana.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 20

Maonero Zvirevo 20:4 akapoteredza