Zvirevo 23:35 BDMCS

35 Uchati, “Vakandirova, asi handina kukuvara! Vakandirova asi handina kuzvinzwa! Ndichamuka rinhiko kuti ndigotsvakazve waini?”

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 23

Maonero Zvirevo 23:35 akapoteredza