8 Zvawakaona nameso ako usakurumidze kuzvikwidza kumatare edzimhosva, nokuti uchazoiteiko pamagumo, kana muvakidzani wako akakunyadzisa?
Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 25
Maonero Zvirevo 25:8 akapoteredza