Zvirevo 27:11 BDMCS

11 Iva wakachenjera, mwanakomana wangu, ugofadza mwoyo wangu; ipapo ndichagona kupindura ani naani anondishora.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 27

Maonero Zvirevo 27:11 akapoteredza