Zvirevo 30:4 BDMCS

4 Ndiani akakwira kudenga uye akazoburuka? Ndiani akabata mhepo mumaoko ake? Ndiani akasungirira mvura munguo yake? Ndiani akaisa migumo yose yenyika? Zita rake ndiani, uye nezita romwanakomana wake? Ndiudzei kana muchiriziva!

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 30

Maonero Zvirevo 30:4 akapoteredza