Zvirevo 9:7 BDMCS

7 “Ani naani anorayira mudadi anozvitsvakira kutukwa; ani naani anotsiura munhu akaipa anozviwanira kutukwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Zvirevo 9

Maonero Zvirevo 9:7 akapoteredza