13 Ndinokunyorerai, madzibaba,nokuti makamuziva iye akanga aripo kubva pakutanga.Ndinokunyorerai, imi majaya,nokuti makakunda iye akaipa. Ndinokunyorerai, vana vanodikanwa, nokuti makaziva Baba.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 2
Maonero 1 Johani 2:13 akapoteredza