1 Johani 2:14 BDMCS

14 Ndinokunyorerai, madzibaba,nokuti makamuziva iye akanga aripo kubva pakutanga.Ndinokunyorerai, imi majaya,nokuti mune simba,shoko raMwari rinogara mamuri,uye makakunda iye akaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 2

Maonero 1 Johani 2:14 akapoteredza