1 Johani 2:18 BDMCS

18 Vana vanodikanwa, ino ndiyo nguva yokupedzisira; uye sezvamakanzwa kuti andikristu ari kuuya, kunyange izvozvi vanaandikristu vazhinji vakatouya. Ndizvo zvatinoziva nazvo kuti ava mazuva okupedzisira.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 2

Maonero 1 Johani 2:18 akapoteredza