19 Vakabva kwatiri, asi vakanga vasiri vedu chaivo. Nokuti dai vakanga vari vedu chaivo, vangadai vakagara nesu; asi kuenda kwavo kwakaratidza kuti hapana mumwe wavo akanga ari wedu.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 2
Maonero 1 Johani 2:19 akapoteredza