1 Johani 2:21 BDMCS

21 Handina kukunyorerai nokuda kwokuti hamuzivi chokwadi, asi nokuda kwokuti munochiziva uye nokuti hakuna nhema dzinobva muchokwadi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 2

Maonero 1 Johani 2:21 akapoteredza