1 Johani 2:22 BDMCS

22 Ndianiko murevi wenhema? Ndiye munhu anoramba kuti Jesu ndiye Kristu. Munhu akadaro ndiye andikristu, anoramba Baba noMwanakomana.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 2

Maonero 1 Johani 2:22 akapoteredza