1 Johani 3:24 BDMCS

24 Avo vanoteerera mirayiro yake vanogara maari, uye iye mavari. Uye izvi ndizvo zvinoita kuti tizive kuti iye anogara matiri: Tinozviziva noMweya waakatipa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 3

Maonero 1 Johani 3:24 akapoteredza