1 Johani 4:1 BDMCS

1 Shamwari dzinodikanwa, musatenda mweya yose yose, asi edzai mweya kuti muone kana ichibva kuna Mwari, nokuti vaprofita vazhinji venhema vakapinda munyika.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 4

Maonero 1 Johani 4:1 akapoteredza