1 Petro 2:19 BDMCS

19 Nokuti zvinorumbidzwa kana munhu achitsungirira ari pasi pokurwadziwa nokutambudzika kusakafanira nokuti anoziva kuti Mwari ariko.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 2

Maonero 1 Petro 2:19 akapoteredza