1 Petro 2:20 BDMCS

20 Asi mungarumbidzwa sei kana muchirohwa nokuda kwokuita zvakaipa uye muchitsunga mazviri? Asi kana muchitambudzika nokuda kwokuti munoita zvakanaka uye muchitsunga mazviri, izvozvo zvinorumbidzwa pamberi paMwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 2

Maonero 1 Petro 2:20 akapoteredza