1 Petro 3:17 BDMCS

17 Zviri nani, kana kuri kuda kwaMwari, kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakanaka pano kuti mutambudzike nokuda kwokuita zvakaipa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 3

Maonero 1 Petro 3:17 akapoteredza