1 Petro 3:18 BDMCS

18 Nokuti Kristu akafira zvivi zvavose kamwe chete; akarurama nokuda kwavasakarurama, kuti akuuyisei kuna Mwari. Akaurayiwa mumuviri asi akararamiswa noMweya,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 3

Maonero 1 Petro 3:18 akapoteredza