1 Timoti 5:10 BDMCS

10 uye ichinyatsozivikanwa pamabasa ayo akanaka, akafanana nokurera vana, nokubata vaeni zvakanaka, kushambidza tsoka dzavatsvene, kubatsira vaya vari mumatambudziko, uye yakazvipira kuita pamabasa ose akanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 5

Maonero 1 Timoti 5:10 akapoteredza