1 Timoti 5:11 BDMCS

11 Asi kana dziri chirikadzi duku usadzinyora pamazita aya. Nokuti kana nyama yadzo yakunda kuzvipira kwadzo kuna Kristu, dzichazotsvaka kuwanikwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 5

Maonero 1 Timoti 5:11 akapoteredza