1 Timoti 5:4 BDMCS

4 Asi kana chirikadzi ina vana kana vazukuru, ava ngavatange ivo kudzidza kurarama chinamato chavo kumhuri dzavo uye vadzosere zvakafanira kuvabereki vavo uye navakwegura, nokuti izvi zvinofadza Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 5

Maonero 1 Timoti 5:4 akapoteredza