1 Vakorinde 7:14 BDMCS

14 Nokuti murume asingatendi anoitwa mutsvene nokuda kwomukadzi wake, uye mukadzi asingatendi anoitwa mutsvene kubudikidza nomurume wake anotenda. Vana venyu vaizova netsvina, asi zvino vava vatsvene.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 7

Maonero 1 Vakorinde 7:14 akapoteredza