1 Vakorinde 7:15 BDMCS

15 Asi kana asingatendi akaenda, murege aende hake. Murume kana mukadzi anotenda haana kusungwa pakadai; Mwari akatidana kuti tigare murugare.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 7

Maonero 1 Vakorinde 7:15 akapoteredza