1 Vakorinde 8:6 BDMCS

6 asi isu tina Mwari mumwe chete, ivo Baba, zvinhu zvose zvakabva kwavari uye ndivo vatinoraramira; uye tina She mumwe chete, Jesu Kristu, zvinhu zvose zvakavapo kubudikidza naye, uye nesu tinorarama kubudikidza naye.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 8

Maonero 1 Vakorinde 8:6 akapoteredza